Wed Mar 25 2020 20:54:07 GMT+0200 (South Africa Standard Time)
This commit is contained in:
commit
d802955980
|
@ -1 +1 @@
|
||||||
\v 4 Ipapo Elija naMozisi akazvilatidza kwawali, uye waitaula naJeso. \v 5 Pita akapindula uye adoti kuna Jeso, ''Rabbi, zvakanaka kutitilipano, uye ngatiwake dzimba nhatu, ibodzi yangu, ibodzi yaMozisi, neibodzi yaElija. \v 6 ''{Akanga asisaziwe zvokutaula, waiwa wakutya.}
|
\v 4 Ipapo Elija naMozisi akazvilatidza kwawali, uye waitaula naJeso. \v 5 Pita akapindula uye adoti kuna Jeso, ''Rabbi, zvakanaka kutitilipano, uye ngatiwake dzimba nhatu, ibodzi yangu, ibodzi yaMozisi, neibodzi yaElija. \v 6 ''{Akanga asisaziwe zvokutaula, waiwa wakucha.}
|
|
@ -1 +1 @@
|
||||||
\v 7 \v 8 Chaunga chakauya uye chakamubvumbamila. Nokudalo dzinga lidobva kumakole, ''Uyu Mwanalumbwana wangu wandinoda. Telelanyi kwandili. Nguwa, pawakalisa talisa ,hawana kuzowana chelo ani, asi Jeso chete.
|
\v 7 Chaunga chakauya uye chakamubvumbamila. Nokudalo dzinga lidobva kumakole, ''Uyu Mwanalumbwana wangu wandinoda. Telelanyi kwandili. \v 8 Ipopo, pawakalisa talisa ,hawana kuzowana chelo ani, asi Jeso chete.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 32 Wanyoli wadoti, ''Mupfundisi Adonaka! Mataula chokwadi kuti Mwali mubodzi, uye hakuna mumwe kunze kwake. \v 33 Kumuda nomwoyo wose nokuzvinzvisisa kwose uye nosimba, lose uye kuda muwakidzani sokuzvida kwaunozviita zvinokunda kupisa miplo nozvibailo. \v 34 Jeso pawadoona kuti wapiwa mhindulo idochenjela, adoti kwawali, Hamusi kule nuhumambo hwaMwali. ''Mushule maizvozvo, hapana kana mubodzi adozoda kubvunza Jeso chelo mimwe mibvunzo.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 35 Apo Jeso pawaipfundisa mutembele maitongehwa, adoti, Senyi wanyoli awa wasiti Kilisito mwanalumbwana waDavhidhi? \v 36 Davidhi pachake, ali mumwoya mutsvene, adoti, 'Dedza adoti kuna Dedza wangu, ''Galanyi kujanja loluji langu kusvikila ndaisa wawengi wenyu pasi petsoka dzenyu.'' \v 37 Davhidha pachake adodedza 'Dedza,' ko senyi maKilisito wasinzi waDavhidhi? Chaunga chikulu chidofala wasitelela kwaali.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 38 Mukupfundisa kwake Jeso adoti, ''Ngwalilai wanyoli wanoda kufamba wakapfeka micheka michena uye wasida kumholesewa munzvimbo dzokutengesela, \v 39 uye kuti wawe nezvigalo zvakakosha musinagogi uye nzvimbo dzinolemekedzewa pamutambo. \v 40 Uye waipfuudza dzimba dzochilikadzi, uye wainamata nguva lefu kuti wanhu waone. Wanhu awa kulambiwa kukulu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 41 Nokudalo Jeso adogala pasi padhuze nebhokisi lempilo munzvimbo yemutembeli; aiona wanhu wasidonhedza mari yawo mubhokisi. Wazinji wadopfuma waisa mali idowanda. \v 42 Nokudalo munhukadzi mulombo akauya nekamali kadiki, kaitenga bhilo.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 43 Adodeedza wadzidzisi wake uye adoti kwawali chokwadi, ndineti kwamuli, chilikadzi iyi yaisa mali idowanda kudalika wose wapa mubhokisi lempilo. \v 44 Kuna wose wapa wasitola pazinji pawo.Asi chilikadzi. iyi yatola paholombo hwayo, aisa mali yose yaailalama nayo
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\c 14 \v 1 Kwainge kwasala mazuva mawili kuti Paseka ne zvingwa zvisina mbiliso kuti akwane.Vakulu wa pilisita na wakulu wawa nyoli waida kuti wangamusunga senyi Jeso na kumuulaya. \v 2 Sezvo waiti, " Kwete pazvingwa zvisina mbiliso, kuti kulege kuwa ne bopoto nawanhu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 3 Jeso ali paBetani mumba maSimoni wamapelembudzi, achija patebulu, padosvika munhukadzi waiwe na mapfuta ayinhuhwila ayisitengewa na mali zinji,[alabaster jar]chaiwe chine Nardi. Adopwanya chigoba akadila zvinonhuhwila mumusolo wache. \v 4 Panewamwe wadotsamwa nazvo. Wadotaulilana pachawo wadoti, "senyi wapaladza mapfuta? \v 5 Nokuti zvinonhuhwila ingadai zvatengesiwa nemali inota mazana matatu ye madenarii, yapiwa walombo. "Wadomutuka.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 6 Asi Jeso adoti, " mulekeleyi yega." Munomushupileyi? Waita zvidonaka kwandili. \v 7 Mugala na walombo nguwa dzose , zvamunoda mukwanisa kuwaitila , asi mugala naini lini nguwa yose. Waitawo zvaanokona. \v 8 waitila muwili wangu kunatsila kuwigiwa. \v 9 Chakwadi nditi, pese pachapalidziaw shoko pasi lose, zvaitiwa nonhukadzi zvichatauhwa ne zvazvo, nakumuyeuka iye."
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 10 Pakalepo Judasi Isikaliti, mumwe wewane gumi na wavili, adoenda kuwa pilisita wakulu kuti angamuise senyi kwawali. \v 11 Wapilisita pawadonzva izvozvo, wadopfala nakumuwimbisa kupasa mali. Adotanga kusvaga mukana wokuti amupeleke kwawali.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 12 Pazuva lezvingwa zvisina mbiliso, pawanobaila hwayi ye paseka, wadzidzi wadoti kwaali, " Munoda kuti tikugadzililenyi kupi, kuti mujile Paseka chijo?" \v 13 Adotuma adzidzi wake wawili akati, "Pindanyi muguta, muchasongana nomunhulume adotakula chilongo che mvula muteeleyi, \v 14 Kusvika paanopinda mumba, munoti kumwene we imba, " Mudzidzi wati,"Njipi mumba yaalendo yandingajila Paseka na dzidzi wangu?"
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 15 Asakutalidzanji mumba ikulu idoshongedziwa kale, Mugadzilile isu pakalepo," \v 16 Wadzidzi wakasimuka wadoenda kuguta.Wadowana zvese se zvanga zvalehwa, ipapo wadogadzilila kuja kwe Paseka.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 17 Panguwa yamaulo, adouya na wane gumi nawili. \v 18 Paadoda kugala pasi napamatebulu kuti waje, Jeso adoti, " Chokwadi ndinoti ,mubodzi wenyu wandikuja naye achandipandukila. \v 19 wadotanga kusuluwala, mubodzi na mubodzi adoyi kwaali, " Chokwadi ndini lini?"
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 20 Jeso adopindula adoti kwawali, " Mubodzi waanegumi nawavili, modzi alikunyika chingwa neni mundilo. \v 21 Nekuti Mwanalumbwana anofanila kuenda sezvazvidonyoliwa . Asi nhamo kunouyo anotengesa mwanalumbwana! Zvanga zvidonaka kuti iyeyo asina kubaliwa.:
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 22 Paanga achija, Jeso adotola chingwa, akachikombolela, uye akachimedula. Adowapa akati," Tolanyi ichi. Uwu muwili wangu." \v 23 Adotola mukombe, akaukombolela, akawapa, wose wakamwa kubva mauli. \v 24 Adoti kwawali," Ili ndilo gazi langu lasungano itsva, gazi linobulika kuwazinji. \v 25 Chokwadi ndinoti kwamuli, Handichadzomwa futi moto wamazambilinga kuzvika musi wandichadzomwa muumambo wa Dedza."
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 26 Pawadoimba chimbo, wadoenda kuGomo le muOlivi. \v 27 Jeso adoti kwawali," Mose musandilamba, sekunyoliwa kwazvakaita," Ndichakwapula mupfudzi uye makwayi asapalala.'
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 28 Mushule mokumuka, ndichakutungamililayi Galileya." \v 29 Petolo adoti kwaali, " Wamwe wangakutizeyi, Ini kweteba."
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 30 Jeso adoti kwawali, " Chokwadi ndinoti kwauli, nhasi-ehee, usiku wanasi -mushule mekukulidza dzongwe kawili uchandilamba katatu, \v 31 Asi Petolo adoti," Kana ndichifanila kupfa nemi, Handikulambeyi," Wose wakataula zvibobodzi.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 32 Wadoenda panzvimbo yainzi Getsemani, Jeso adoti kuwadzidzi wake, " Galanyi pano ndichinamata." \v 33 Adotola Petolo, Jemusi, na Joni nawo wakatanga kubatikana ne kukahazdika. \v 34 Adoti kwawali, " Moya wangu une chiya,kusvikila pakupfa. Galanyi pano mulindile."
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 35 Adoenda chinhambwe pashoma, Jeso akawa pasi akanyengetela kana zvisigona temo iyi idalike kwandili. \v 36 Adoti," Abba, Baba, zvose zvinogoneka nemi. Bvisanyi mukombe kwandili, Kusawe kuda kwangu, asi kwenyu."
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 37 Adodzoka ndokuwaona wakotsila, adoti kuan Petolo, "Simoni, wakalala? Haungasvinule kwechinguwa? \v 38 Lindayi munamate kuti mulege kupinda mukuedzewa. M0ya ineda nyama idoneta." \v 39 zvekale adoenda kwanamata , akashandisa mashoko mabodzi.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 40 Paadodzoka pakale, adowana waenzela, nekuti masiso awo aiwa nehope.Wadoshaya chokunyaila kwaali. \v 41 Adouya kechitatu akati kwaawali, " Muchili makaenzela ne kuzolola? Zvakwana! Nguwa yakwana.Talilayi! Mwanalumbwa waDedza awe kuisiwa \v 42 mumaoko awatadzi. Mukanyi;Ngatitizeyi.Talila, mubodzi alikuda kundibata wawapejo."
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 43 Pakalepo achili kunyaila, Judasi, mubodzi wawenegumi nawawili, adosvika, zvino wanhu wazhinji wakauya ne mapfumo ne tsvimbo, kubva kuwakulu wawa pilisita, wanyoli na wakulu we cheche. \v 44 Pakale mutengesi wakawapa chilatidzo, adoti, " Mubodzi wandichatsvoda ndiye. Mubateyi iye mumumange muende naye mudomuchengetedza. " \v 45 Padosvika Judasi, ipapo ipapo adonanga pa Jeso akati, " Rabbi," adomutsvoda. \v 46 Wadoisa maoko yawo paali wakmusunga.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 47 Asi mubodzi wainge adomila naye adozvomola bakatwa akagwata mulanda wemupilisita mukulu nzewe. \v 48 Jesu adoti, " Mwabuda kunze, sendili mbavha, nemabakatwa ne tsvimbo kuzondibata? \v 49 Ndaiwe nemi mazuwa yose ndichidzidzisa mutembeli, hamuna kundibata. Asi izvi zvaitika kuti zvakanyoliwa mumagwalo zvibulike. " \v 50 Wase wange wana Jesu wakatiza wakamusiya ali yega.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 51 Kalumbwana, kange kakapfeka mucheka akazvimoneledza, kaiteyela Jeso. Walume wakakabata \v 52 kakasiya jila kakatiza kasina kusimila.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 53 wadotungamilila Jeso kuwapilisita wakulu. Paiwe padogala mapilisita makulu, wakulu we cheche, na wanyoli. \v 54 Pakalepo Petulo adoteela ali chinhambwe, muchiwanze chawapilisita wakulu. Akandogala pakati pawalindi, wainge wadogala pedyo nemoto kuitila kudziya.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 55 pakale wakulu wa pilisita ne dale lose lawa Juda wainge wachitsvaga zvapupu pa Jeso kuti wamubaye. Asi wakashaiwa chimwe zvacho. \v 56 Sezvo wazinji wakabulisa zvapupu zvekunyepa panaiye, zvakadelo zvapupu zvawo hazvina kutendelana.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 57 Wamwe wadomila wachibwodoka pazvapupu zvawo'', \v 58 "Tidomunzva asiti, ' I ndichapwanya tembeli yakanatsiliwa na manja , mumazuva matatu ndikawaka imwe isina kugadziliwa na manja." \v 59 Padodelo zvapupu zvawo hazvina kubvumilana.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 60 Mukuklu wawa pilisita adosimuka pakati pawo akabvunza Jeso, " Hauna mhindulo? Chinyi chili kukubwodokela wa lume awa?" \v 61 Adolamba adonyalala haana kupindula chinhu. pakale adodzokelela kumubvunza mukulu wamapilisita adoti, " Ndiwe Kilisito, Mwanalumbwana Wakakombolelewa? \v 62 Jeso adoti, " Ndini' Uye uchaona Mwanalumbwana we Munhu paachagala kujanja loluji lune ntsimba achizouya mumakole yekudzulu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 63 Mupilisita Mukulu adokelula gemenzi lache akati, " Tinotsvagilenyi zvapupu? \v 64 Manzva kushola. Munofungenyi? " Wose wadomupomela kuti munhu anofanila kuulaiwa. \v 65 Wamwe wadotanga kumusvipila uye wachivhala chiso chake uye kumulowa wasiti ''Polofita!'' Wapulisa wadomutola wakamulowa.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 66 Petulo paiwa pazasi poluwanze, umwe wewashandi musikana aiwa mukulu wamapulisita adouya kwaali. \v 67 Adoona Pita achidziya pachake, adomutalisa nopadhuze akati, '' Waiwa zvekale naJeso ,weNazarene.'' \v 68 Asi adolamba, asiti,'' handiziwi zvaukulewa.''Ipopo adoenda panze pomukowa.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 69 Asi mulandakadzi adomuona uye akatanga kulewa zvekale kuneawo waiwa wakamilapo, ''Mulume uyu mumwe wawo!'' \v 70 Asi adomulamba zvekale. Papfula nguwa pfupi awo waiwepo waiwa wakamila wasiti kuna Peter, '' Zvokwadi ulimumwe wawo, nokuti ulimuGalilien.''
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 71 Asi adotanga kuzvisa pasi pochituko uye achipika, '' handimuziwe mulume wamukulewa nezvake.'' \v 72 Dzongwe nokukasika linokokolidza kechipili. Ipopo Pita anolangalila mashoko adotauliwa naJeso kwaali: '' Jongwe lakakokolidza katatu, uchandilamba katatu,'' uye adofunga ndokutanga kulila.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
Chikamu
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\c 15 \v 1 Kuseni-seni, wapilisisita wakulu wakasangana pabodzi newakulu wecheche uye newanyoli nodale lose lawa Judha. Nokudalo wakamusunga uye wakabuda nayekunze. Wadopeleka kuna Pilato. \v 2 Pilato adobvunza, '' Ndiwe Mambo wavaJudha?'' Adomupindula iye, ''Sozvataula.'' \v 3 Wapilisita wakulu waipomela zvizinji.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 4 PIlato kamu adomubvunza, ''Senyi usili kupindula? Nangala kuti zvinhu zvingani zvawapomehwa!'' \v 5 Asi Jeso haana kupindula Pilato, wadoshamisiwa nazvo.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 6 Zvino pamutambo mukulu, Pilato wailekelela musungwa mubodzi, waaida nguva yakaleyo, \v 7 uye paiwa nomunhulume ainzi Banabasi mujeli nomhandu wakange waponda pabope. \v 8 Chaunga chidouya kuna Pilato uye wakatanga kubvunza kwaali kuti waite zvidoitia mutemo wakale
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 9 Pilato adowapindula uye adoti, ''Munoda ndibvise Mambo wawaJudha?'' \v 10 Izvo waiziwa kuti wakulu wemapilisita adopa kwaali godo. \v 11 Asi wakulu wamapilisita vadoita bope kukuludzila kuti Banabasi abuditsiwe.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 12 Pilato adobvunza kamu uye akati, ''Ndisaitenyi naMambo wamaJudha?'' \v 13 Wadodaidzila zvokale , ''Ngalowelehwe!''
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 14 Pilato adoti kwawali, ''Waitenyi?'' Asi wadolamba wasingosheedzela, ''Ndalowelehwe'' \v 15 Pilato adoda kufadza chaunga, nokudalo akabuditsa Banabasi kwawali. Adomusailila Jeso uye zve adomupeleka kuti alowelehwe.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 16 Wakulu wemauto wadomuendesa mudandale {nzvimbo yohulumende}, uye wadodeedzana pamwechete nowakulu wamasoja. \v 17 Wadopfekedza gemenzi lopepo, uye wadogadzila ngundu yomubanzi pamwe chete wakapfekedza. \v 18 Wakatanga kumulemekedza uye wasiti, '''Kudzwa , Mambo wawaJudha!''
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 19 Waimulowa mumusolo netsanga uye wasimusvipila mate. Waienda wasimupfugamila uye wasikotama pasipambeli pake. \v 20 Pawado mutukana ,wadomubvisa gamenzi lake lopepo uye wakamupfekedza gemenzi lake, wakaenda naye kunomulowelela. \v 21 Mumwe munhulume, ainzi Simoni weSailini waiuya asibvakunze {aiwa baba waAlekizanda na Rufasi}, uye wakamumanikidza kutakula chipeyaniso.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 22 Vahwi wadounza Jeso kunzvimbo yaiitiwa Gologota {inochinjiwa kuti ''Nzvimbo Yedehenya''} \v 23 Wadomupa waini yakasanganisiwa nomula, asi haana kumwa. \v 24 Wadomulowela uye wakagowana magemenzi nekukanda hakata nokuona kuti angatole hembe paahwi.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 25 Dzainga dzawa nguwa dzotatu \v 26 pawadomulowela.Pachikwangwali wadonyola mhosva yake, ''Mambo waJudha'' \v 27 Naye wadomulewela pamwe nombavha dziwili, mubodzi kuluji, mubodzi kuluboshwe. \v 28 Bhuku yakale haina Mako 15; 28, Magwalo adozadzisiwa anoti, ''Adolowehwa nowadozvidzika;
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 29 Wakadalika pejo wadomunyomba, wasizunza musolo uye waiti, ''Ahaa! Unopunza tembeli uye kuiwaka mumazuwa matatu, \v 30 zvibatsile pachako uye buluka pachipeyaniso!''
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 31 Nonzila imwechete wakulu wawapilisita waimunyozawo pachawo, pabodzi nowanyoli, uye waiti, ''Waibatsila abiyake, asi hazvibatsile pachake. \v 32 Legayi Kilisito, Mambo weIsilaeli, ndauye izvozvi pachipeyaniso,zvoita kuti tione nokutenda.'' Nowakalowelehwa naye wadomunyombawo
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 33 Panguwa yochitanhatu, Lima lidouya likavhala pasi pose kusvika kunguwa yopfumbamwe. \v 34 Panguwa yopfumbamwe Jeso adolila nodzinga likulu, Eloi, Eloi, lama sabachthani?'' Zvisitaula kuti ,''Mwali wangu, Mwali wangu mandisilenyi? \v 35 ''Wamwe waiwa wadomila pejo naye adonzva mashoko uye adoti, ''Talila, akushedza Elija.''
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 36 Mumwe adomhanya, akaisa waini yaichanya pasiponje, akaisa patsanga, uye akamupasa kuti amwe. Munhulume adoti, ''Mbatione Elija kuti aneuya kuzomudzikisa.'' \v 37 Ipopo Jeso adolila zvidonyanya nodzinga uye adopfa. \v 38 Mucheka womutembele wakagwatika nopakati kubva kumusolo kusvika kupasi.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 39 Mukulu wemauto adomila adonangala Jeso kuti wapfanonzila iyi, ''Chokwadi mulume uyu waiwa Mwana waMwali. \v 40 ''Paiwa nowamunhukadzi waitalisa adomila kule. Pakati pawo paiwa na Malia Magadalina, Malia {amai waJemusi mudiki uye naJosesi}, naSalome. \v 41 Pawaiwa muGalili waimutewela uye wasimuhwila. Wazinji wanhukadzi wakauya naye kuJelusalema.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 42 Padosvika madeko , nokuti laiwa Zuwa Lokugadzilila, ndokuti, zuwa ili kumashule kweSabata, \v 43 Josefa we Alimatia adouya pakale. Aiwa munhulume ailemekedzewa muboka lemakulukota waimilila humambo hwaMwali. Adoenda kuna Pilato uye kuno bvunza chitunha chaJeso. \v 44 Pilato adoshamisika kuti Jeso akanga atopfa; adodeedza mukulu waahwi uye akamubvunza kuti Jeso wapfa.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
\v 45 Pilato paadoziwa kuti Jeso wapfa kumukulu waahwi, adopa chitunha kuna Josefa. \v 46 Josefa adotenga mucheka. Admuotulunula pamuchipeyaniso, adomuputila nomucheka welineni, uye akanomuladzika muguwa laiwa lakadimbuhwa kubva padombo. Adokungulutsa dombo padiwi loguwa. \v 47 Malia Magadhalina na Malia amai waJosesi wadoona nzvimbo idowigiwa Jeso
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
||||||
|
Chikamu 15
|
|
@ -37,7 +37,8 @@
|
||||||
"Muleya Nkondo",
|
"Muleya Nkondo",
|
||||||
"Rice N Tembo",
|
"Rice N Tembo",
|
||||||
"Prosper Sangu",
|
"Prosper Sangu",
|
||||||
"ruth"
|
"ruth",
|
||||||
|
"R N Tembo"
|
||||||
],
|
],
|
||||||
"finished_chunks": [
|
"finished_chunks": [
|
||||||
"front-title",
|
"front-title",
|
||||||
|
@ -274,6 +275,57 @@
|
||||||
"16-12",
|
"16-12",
|
||||||
"16-14",
|
"16-14",
|
||||||
"16-17",
|
"16-17",
|
||||||
"16-19"
|
"16-19",
|
||||||
|
"14-title",
|
||||||
|
"14-01",
|
||||||
|
"14-03",
|
||||||
|
"14-06",
|
||||||
|
"14-10",
|
||||||
|
"14-12",
|
||||||
|
"14-15",
|
||||||
|
"14-17",
|
||||||
|
"14-20",
|
||||||
|
"14-22",
|
||||||
|
"14-26",
|
||||||
|
"14-28",
|
||||||
|
"14-30",
|
||||||
|
"14-32",
|
||||||
|
"14-35",
|
||||||
|
"14-37",
|
||||||
|
"14-40",
|
||||||
|
"14-43",
|
||||||
|
"14-47",
|
||||||
|
"14-51",
|
||||||
|
"14-53",
|
||||||
|
"14-55",
|
||||||
|
"14-57",
|
||||||
|
"14-60",
|
||||||
|
"14-63",
|
||||||
|
"14-66",
|
||||||
|
"14-69",
|
||||||
|
"14-71",
|
||||||
|
"12-32",
|
||||||
|
"12-35",
|
||||||
|
"12-38",
|
||||||
|
"12-41",
|
||||||
|
"12-43",
|
||||||
|
"15-title",
|
||||||
|
"15-01",
|
||||||
|
"15-04",
|
||||||
|
"15-06",
|
||||||
|
"15-09",
|
||||||
|
"15-12",
|
||||||
|
"15-14",
|
||||||
|
"15-16",
|
||||||
|
"15-19",
|
||||||
|
"15-22",
|
||||||
|
"15-25",
|
||||||
|
"15-29",
|
||||||
|
"15-31",
|
||||||
|
"15-33",
|
||||||
|
"15-36",
|
||||||
|
"15-39",
|
||||||
|
"15-42",
|
||||||
|
"15-45"
|
||||||
]
|
]
|
||||||
}
|
}
|
Loading…
Reference in New Issue