|
\v 32 Wadoenda panzvimbo yainzi Getsemani, Jeso adoti kuwadzidzi wake, " Galanyi pano ndichinamata." \v 33 Adotola Petolo, Jemusi, na Joni nawo wakatanga kubatikana ne kukahazdika. \v 34 Adoti kwawali, " Moya wangu une chiya,kusvikila pakupfa. Galanyi pano mulindile." |