|
\v 3 Iye akawati: Zvino makagamuchira rubhabhatidzo rupi? Wakapidura wakati: Rubhabhatidzo rwaJohani. \v 4 Saka Pauro akati: Rubhabhatidzo rwaJohani rwawa rubhabhatidzo rwokutendeuka, akaudza wanhu kuti wanotende kuna iye aizouya kumashure kwake, iye Jesu Kristu. |