mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/19/03.txt

1 line
263 B
Plaintext

\v 3 Iye akawati: Zvino makagamuchira rubhabhatidzo rupi? Wakapidura wakati: Rubhabhatidzo rwaJohani. \v 4 Saka Pauro akati: Rubhabhatidzo rwaJohani rwawa rubhabhatidzo rwokutendeuka, akaudza wanhu kuti wanotende kuna iye aizouya kumashure kwake, iye Jesu Kristu.