1 line
410 B
Plaintext
1 line
410 B
Plaintext
\v 6 Mwari akati: Zvizvarwa zvako zvichawa watorwa, uye wachaitwa waranda wachatambudzika makore anokwana mazana mana. \v 7 Uye nyika yawachachandira ini ndichawatonga, (Mwari achitaura). kubva ipapo iwo wachabuda kuti waenda kunondichandira patsvimbo iyi. \v 8 Ipapo akana sugano yekutchetcheudzwa; akavhaabereka Isaka, akamutchetcheudzwa nezuwa resere; Isaka akabereka Jakobho, uye Jakobho wanegumi nawawiri. |