mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/07/06.txt

1 line
410 B
Plaintext

\v 6 Mwari akati: Zvizvarwa zvako zvichawa watorwa, uye wachaitwa waranda wachatambudzika makore anokwana mazana mana. \v 7 Uye nyika yawachachandira ini ndichawatonga, (Mwari achitaura). kubva ipapo iwo wachabuda kuti waenda kunondichandira patsvimbo iyi. \v 8 Ipapo akana sugano yekutchetcheudzwa; akavhaabereka Isaka, akamutchetcheudzwa nezuwa resere; Isaka akabereka Jakobho, uye Jakobho wanegumi nawawiri.