twx_sng_text_reg/06/11.txt

1 line
312 B
Plaintext

\v 11 Inini ndakatchita kumuti yomufura kuti ndibowona zwiro zwiswa zwiri mumutcheto mebhahari, kuti ndiwone muuva dzanga dzoo bhudha masakani, uye kana kuti muti yomutamba yanaga inomaruwa. \v 12 Inini ndanga ndakafara kakuzwa tingana ndanga ndeifamba mungoro dzoumamambo. Mudhiwa womwanakadzi etchimureketera: