twx_sng_text_reg/04/04.txt

1 line
223 B
Plaintext

\v 4 Mutsipa wako wakatingana chongwe raDavidhi, rakagadzirwa tingana mbuto yokukandira pfuti, mukatimo makaturikwa chiuru tchedhoo, dzese dzomasodja. \v 5 Mazamu ako akatingana anamatwinzi edzoma etchiucha pakati pomaruwa.