twx_sng_text_reg/06/02.txt

1 line
281 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 2 Mdhiwa wangu waenda kumunda womafurori, kumbundo dzomuti inonuwira, kuti auchire kumunda womafurori uye kuti aunganidze mafurori. \v 3 Inini ndiri womudhiwa wangu, uye mudhiwa wangu gwangu; ayena unoucha pakati pomafurori etchidhakazwa, Mudhiwa wake mwanakadzi etchimubvundza: