twx_sng_text_reg/04/12.txt

1 line
296 B
Plaintext
Raw Permalink Normal View History

\v 12 Hama yangu, mwenga wangu, wakaita tingana bindhu rakafungwa, tingana tsime yakafungwa. \v 13 Miti yako yakaita tingana muti womatamba, nomuti imweni inonaka; yomaruwa ehena uye nenaridhi, \v 14 naridhi uye nesafuroni, karausi nesinamoni, nomuti yese inogadzirwa zwinonuwira zwanyasa kunaka.