diff --git a/01/04.txt b/01/04.txt index 871d585..d963894 100644 --- a/01/04.txt +++ b/01/04.txt @@ -1 +1 @@ -\v 4 \v 5 Asi Yahweh wakatuma rimwe dhutu guru mugungwa, pakawoneka kumwe kuvuvuta kukuru. Zwaita hingana kuti tchikepi tchaidha putsika. Zwadharoko, watekenyi we tchikepi akawe nekutya kukuru uye umwe na umwe wakadhaindzira kune mwari wake. Iwona akatanga kukandira mitoro munvura kuitira kuti tchikepi tchisaremerwe. Asi Jona wainge ari ngemukati pasi petchikepi, mwainge etchiwata zwikuru. \ No newline at end of file +\v 4 Asi Yahweh wakatuma rimwe dhutu guru mugungwa, pakawoneka kumwe kuvuvuta kukuru. Zwaita hingana kuti tchikepi tchaidha putsika. \v 5 Zwadharoko, watekenyi we tchikepi akawe nekutya kukuru uye umwe na umwe wakadhaindzira kune mwari wake. Iwona akatanga kukandira mitoro munvura kuitira kuti tchikepi tchisaremerwe. Asi Jona wainge ari ngemukati pasi petchikepi, mwainge etchiwata zwikuru. \ No newline at end of file diff --git a/01/06.txt b/01/06.txt new file mode 100644 index 0000000..9bfe456 --- /dev/null +++ b/01/06.txt @@ -0,0 +1 @@ +Zwadharo mukuru we atekenyi etchikepi wakawiya kwaari akati: Ngei iwewe uri kuwata? Purumuka! Dhaindzira kune \ No newline at end of file diff --git a/manifest.json b/manifest.json index 40b4d5d..0d51539 100644 --- a/manifest.json +++ b/manifest.json @@ -38,6 +38,7 @@ "finished_chunks": [ "front-title", "01-title", - "01-01" + "01-01", + "01-04" ] } \ No newline at end of file