Sat Dec 10 2022 12:37:37 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2022-12-10 12:37:37 +02:00
parent 415891ed29
commit 044cc2f657
3 changed files with 4 additions and 2 deletions

View File

@ -1 +1 @@
Nvura yakandikomberedza dzamara pamwiya; rima rakange rakandikomberedza, mashango emunvura akatenderera musoro wangu. Inini ndikatchita dzamara kumatsidzikiro emakomo; musuwo dze nyika dzikandifungira patchose. Kunyangwe zwakadharo, makapetudza ndaramo yangu kuva murin \v 5 Nvura yakandikomberedza dzamara pamwiya; rima rakange rakandikomberedza, mashango emunvura akatenderera musoro wangu. \v 6 Inini ndikatchita dzamara kumatsidzikiro emakomo; musuwo dze nyika dzikandifungira patchose. Kunyangwe zwakadharo, makapetudza ndaramo yangu kuva murindi, imwi Yahweh,Mwari wangu.

1
02/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Mwiya wangu pawaipera tariro mukati mwangu, inini ndakaedzurira Yahweh; nekudharo munamato wangu ukakwira dzamara kwamuri,

View File

@ -46,6 +46,7 @@
"01-17", "01-17",
"02-title", "02-title",
"02-01", "02-01",
"02-03" "02-03",
"02-05"
] ]
} }