twx_hos_text_reg/12/05.txt

1 line
209 B
Plaintext

\v 5 Uyu ndi Yahweh, Mwari we hondo; "Yahweh" ndiro zina ranofanira kudhaindzwa naro. \v 6 Zwadharoko, petuka kuna Mwari wako. Tchengeta rudho rakatendeka uye ne kutendeka uye ramba wakamirira kuna Mwari wako.