twx_hos_text_reg/09/05.txt

1 line
249 B
Plaintext

\v 5 Mutchaitei patsiku iswene, patsiku yemabhiko kuna Yahweh. \v 6 Wonai! Kana iwona apukunyuka pakuparadzwa, Gipita itchaparadza, uye Menfi utcha kotsa. Kune ufumi wawo we siriveri, ma urtiga atchazwitora uye mindzwa dzitchadzara muzwitumba zwawo.