twx_hos_text_reg/09/11.txt

1 line
234 B
Plaintext

\v 11 Kune Efraimo, rukudzo rake ritchamburuka se shiri. Apazowoneki kubharwa, kana mimba, kana kubhata mimba. \v 12 Kunyangwe etchizorera ana, Inini nditchavisa kuti pasasare kana umwe hake. Ingozi kwari kana Inini ndikabhudha kwari!