\v 21 Patsiku iyona, uku ndiko kubuya kwa Yahweh, nditchadhaira kudyenga, uye iwona atchadhaira kune nyika. \v 22 Nyika itchadhaira kune magwere, vinyu inyowani uye ne mafuta, uye iwona atchadhaira kune Jezraeri.