\v 19 Ndinowimbisa kuwa mamuna wako kwenda ne kwenda. Ndinowimbisa kuwa mamuna wako pamutoo kwawo, pakururama, tchitenderano tchakatendeka uye unengoni. \v 20 Nditchazwipira pakutendeka, uye iwewe utchamuziya Yahweh.