\v 4 Efraimo, nditchaitei kwauri. Nditchaitei kwauri, Judaa. Kutendeka kwako kwakaita se makuta ematchibhesi, se bhute rinotsakatika nekukasika. \v 5 Saka, nekudha kwe maporofiti, Inini ndakaparadza, Inini ndakauraya ne mazwi epamuromo wangu. Mitemo Dzangu dzakaita se tchiedza tchinoetikira.