2022-08-12 10:20:11 +00:00
|
|
|
\v 15 Kunyangwe, Efraimo aswe akabhudhirira pakati pe hama dzake, imwe mbhepo itchawiya kuva kwatemai dhumba; Mbhepo ya Yahweh itchavuvuta mumutyambe. Tsime ya Efraimo itchawoma, uye tchimbo tchake atchizowi ne nvura. Awengi ake atchabha zwiro zwenyu zwese zweufvumi mudzimba dzenyu.
|