twl_mat_text_reg/06/01.txt

1 line
397 B
Plaintext

\c 6 \v 1 \v 2 Garai mudhotchenjera, kuti muleke kuita zvinhu zvabwino pameso pavanhu kuti akuonei iwo; ;Mukaita dhelipo hamuwane nbhairo kubva kuna bhabha wenyu ali kudzulu. Ukapa tchinhu munhu leka kulidza tchinonje wega kuti vanhu vazive ninga zvanoita vanonyepa mumasinagoga na museu kuti atendewe na vanhu; Tchakwadhi ndinkuudzai kuti vatambira kale nbhairo wawo.