1 line
180 B
Plaintext

\v 23 Pano jeso wakasvika mumba vapfunzi vakavona anikatchiro venyere navanhu azjinji vatchiita mhere mhere \v 24 Akati kwaiyo ibvai pakuti tsikana alibe kupfa asi uvete vakamuseka