1 line
194 B
Plaintext

\v 17 \v 18 Zvidhoitika zvidhonhayiriwa namupolofita Jeremia, achiti; Fala lidhomvika muRama, lakulila nakupfunzisa kukulu; Rakeri achilira nawana wache, Asingade kunhaladziwa, nakuti vadhobula.