Tsono tchidzimu tchakuyipa tchikabula kumunhu, tchidzungayira pambuto dziribe mvula, utchinangatsa kufema, nekufema. Tsono anti: ndiwunza kumusha kwangu kwandidhobula; asi utchisvika, uyiwona iribe