twl_mat_text_reg/09/27.txt

1 line
256 B
Plaintext

\v 27 Pano jeso akati achibvapo mapofu maviri akamutevera akandanidzira achiti mwanamunhurume wa davide tinvirei tsisi \v 28 Akati vapinda munmba mapofu akavuya kwaiyo jeso vakati kwaiyo munotenda kuti ndikwanisa kuita izvozvo nayi akati kwaiyo hongu mambo