twl_mat_text_reg/16/13.txt

1 line
429 B
Plaintext

\v 13 Djesu padhosvika kumhera kwa dziko la Kesaria Filipi adhobvuza vakunfudzisa vatche adhoti, vanhu akuti Mwana watchinhurume mbani. \v 14 Adhoti, Vamwe adhoti, Johane Mubabatidzi ,vamwe Eria, vamwe Jeremia ,kana mumwe Muprofita. \v 15 Adhoti kwa ivo tsono mipo mukumbuka ndini mbani. \v 16 popo Simoni Petro adhophindura adhoti ndimi Mwana Nhurume wa Dhedza wa moyo