twl_mat_text_reg/02/13.txt

1 line
449 B
Plaintext

\v 13 Adhoti ayenda, nangatsa, nhumwe yaDhedza adhowonewa na Josefa pakulota achiti; Simuka, utole mwana na amai wache, utizire Egipita, ukagale ikoko kusvikira ndichikuwudza; nakuti Herode achamunangala mwana kuti amubaye. \v 14 Adhosimuka, adhotola mwana amai wache usiku, \v 15 adhoyenda Egipita, adhokugala kusvikira Herode wapfa, kuti zviyitike zvidhonhayiriwa naDhedza namulomo wamupolofita, achiti; Ndidhodhanidza mwana nhulume abule Egipita.