|
\v 22 Zvesezvi zvidhoitiwa kuti zviyitike zvidhonhayiriwa na Dhedza, namulomo wa mupolofita adoti, \v 23 Nangatsa mhandala ichayita mimba, ichapona mwana nhulume, achamupasa zita lakuti Emanuwere, nakuti kana zvichitsumbudzuliwa kuti , Dhedza inaisupano. |