diff --git a/02/01.txt b/02/01.txt index c9c909e..7ad50e0 100644 --- a/02/01.txt +++ b/02/01.txt @@ -1 +1 @@ -\c 2 \v 1 Jeso adoti wazvahwa paBeterehema laJudiya, pantsiku dza mambo Herodi, nangatsa, wakungwala adosvika paJerusarema achiwuya nakumabverazuwa, \v 2 adoti, ulipoyi mambo wawaJuda udopozvahwa. nokuti tidowona nyenyedzi yache kumabverazuwa, tauya kudzomunamata. \v 3 Mambo Herodei achizvimva, adomanikidziwa, naJerusarema lese nayiye. \ No newline at end of file +\c 2 \v 1 Jeso adhoti wazvahwa paBeterehema laJudiya, pantsiku dza mambo Herode, nangatsa, wakungwala adhosvika paJerusarema achiwuya nakumabverazuwa, \v 2 adhoti, ulipoyi mambo wawaJuda udopozvahwa. nokuti tidowona nyenyedzi yache kumabverazuwa, tauya kudzomunamata. \v 3 Mambo Herodei achizvimva, adomanikidziwa, naJerusarema lese nayiye. \ No newline at end of file diff --git a/02/04.txt b/02/04.txt index 8bf37d1..206c39e 100644 --- a/02/04.txt +++ b/02/04.txt @@ -1 +1 @@ -\v 4 Adokokera apirisita akulu wose na anembi wese wawanhu, adobvunza kuti Kirisitu uchazvahwihwa poyi. \v 5 Adoti kunaiwo , PaBeterehema laJudeia, nakuti ndizvo zvidonembewa namupolofita kuti, \v 6 Nawa Beterehema, nyika yaJudeia, Hausi mudiki maninge kuwabati waJudha; Nakuti kunaiwepa kuchabula mutungamiri, Uchabusa wanhu waIziraeri. \ No newline at end of file +\v 4 Adhokokera apirisita akulu wose na anembi wese wawanhu, adhobvunza kuti Kirisitu uchazvahwihwa poyi. \v 5 Adhoti kunaiwo , PaBeterehema laJudeia, nakuti ndizvo zvidonembewa namupolofita kuti, \v 6 Nawa Beterehema, nyika yaJudeia, Hausi mudiki maninge kuwabati waJudha; Nakuti kunaiwepa kuchabula mutungamiri, Uchabusa wanhu waIziraeri. \ No newline at end of file diff --git a/02/07.txt b/02/07.txt index 4f2777e..d25da44 100644 --- a/02/07.txt +++ b/02/07.txt @@ -1 +1 @@ -\v 7 Tsono Herode adhodanidza wakuchenjera, ali yega, adhomubvunzitsitsa nguwa idowoneka nhenhedzi nayo, \v 8 adowatuma Beterehema, adoti, endai mukabvunzitsitse zvamwana; kana mukamuwona, mundiwudze, kuti naniphanowo ndiwuye kudzomunamata. \ No newline at end of file +\v 7 Tsono Herode adhodanidza wakuchenjera, ali yega, adhomubvunzitsitsa nguwa idhowoneka nhenhedzi nayo, \v 8 adhowatuma Beterehema, adhoti, endai mukabvunzitsitse zvamwana; kana mukamuwona, mundiwudze, kuti naniphanowo ndiwuye kudzomunamata. \ No newline at end of file diff --git a/manifest.json b/manifest.json index c0644d5..cd27777 100644 --- a/manifest.json +++ b/manifest.json @@ -46,8 +46,8 @@ "01-12", "01-15", "01-18", - "02-01", "02-04", + "02-07", "02-09", "02-11" ]