twl_mat_text_reg/01/24.txt

1 line
215 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 24 Tsono Josefa adhomuka pahope dzache adhoita ninga zvaadolayiridziwa na nhumwe ya Dhedza, adhotola mukadzi wache, \v 25 nakundomuziwa kusvikira apona mwana nhulume wache wakuyamba , nakumupasa zita lakuti JESO.