sna-x-korekore_mrk_text_reg/06/33.txt

1 line
292 B
Plaintext

\v 33 Asi pawadomuona wasibva kwawali wazinji waka wakawaziva, uye wakamhanya pabodzi notsoka dzawo mumaguta ose, wakawatangila kusvika. \v 34 Pawadosvika mumahombe_kombe, adoona chaunga uye adovanzvila tsitsi nokuti waiita so hwai dzisina mupfudzi. Nokudalo akatanga kuwapfundisa zvidowanda.