sna-x-korekore_mrk_text_reg/07/11.txt

1 line
315 B
Plaintext

\v 11 Asi unotaula, 'mulume akati kuna baba namai, ''Rwose lubatsilo lamudogamuchila kubva kwandili haluna basa''' (kulewa kuti, 'zvopiwa Dedza'), \v 12 Asi hamumutendeli kuitila zvinhu kuna mai nababa wake. \v 13 Iwe ulikugadzila shoko roendelana netsika dzamakamisikidza pasi. Uye zvizinji zvidofanana munoita.''