sna-x-korekore_mrk_text_reg/07/06.txt

1 line
244 B
Plaintext

\v 6 Asi adoti kwaali, ''isaya adopolofita pamusolo penyu wanyengeli. Sezvakanyolewa, 'Wanhu awa wanondilemekedza nomulomo yawo, asi mwoya yawo ilikuleneni. \v 7 Kutenda kusina chinhu wanopa kwandili, zvidzidzo nemilawo yawalume somutemo yawo.'