sna-x-korekore_mrk_text_reg/16/14.txt

1 line
334 B
Plaintext

\v 14 Jeso adowonekela kune wagumi neimwe wakagala patafula, adowatuka nokusatenda kwawo nokuoma kwomoyo wawo,nokuti hawana kutenda kune wakamuona paakamuka kubva kuwadofa. adoti kwaali, \v 15 '''Endayi munyika, mupalidzile shoko kune chipuka chose. \v 16 Iye anotenda akabhabhatidziwa achanunuliwa, uye iye asingatendeachalambiwa.