sna-x-korekore_mrk_text_reg/13/07.txt

1 line
244 B
Plaintext

\v 7 Paunonzva hondo uye maguhwa ehondo, usatye; Zvinhu izvi zvinofanila kuitika, Asi magumo achigele. \v 8 Nyika dzichapandukilana, humambo nohumambo. Pachawa nokundengendeka munzvimbo zinji, uye nzala. Ukukuchawa kutanga kwokuzvarwa marwadzo.