1 line
439 B
Plaintext
1 line
439 B
Plaintext
\v 13 Zvino adotumira wamwe waFalise uye waHelodhe kuti wamubate nomashoko. \v 14 Pawadosvika, wakati kwaali, '''Mupfundisi, tineziwa mune hanya nesaludzo yomubodzi nomubodzi,uye hamulatidzi wanhu musiyano pakati pawo. Munofundisa nzila yaMwali. Imhosva hele kubhadhala mali kuna Kesali kana kwete? Tinobhadhala kana kwete? \v 15 ''Asi Jeso aiziwa kunyengela kwawo adoti kwawali, 'Senyi musida kundiedza? Ndipei dhinaliusi ndigolitalisa.'' |