sna-x-korekore_mrk_text_reg/10/20.txt

1 line
342 B
Plaintext

\v 20 Mulume adoti, ''Mufundisi, zvose izvi ndikatedzela kubva pahujaya.'' \v 21 Jeso adomutalisa uye akamuda. Adoti kwaali, ''chimwe chausina.Unofanila kugulisa zvose zvaunazvo upewanotambula, uye uchawa noupfumi kudenga. Naizvozvo huya, nditewele.'' \v 22 Asi nokuda kwechilewo ichi adotsamwa uye akabatikana, nokuti aiwa nozvinhu zvizinji.