sna-x-korekore_mrk_text_reg/10/07.txt

1 line
230 B
Plaintext

\v 7 'Nechikonzelocihi mulume achasiya baba naamai wobatanidziwa nomudzimai wake, \v 8 uye wachawa nyama imwe.' Nokudalo hawachawa wawili, asi nyama iwe. \v 9 Naizvozvo Dedza achawabatanidza pamwe, hapana munhu achawapaladzanisa.'