sna-x-korekore_mrk_text_reg/09/30.txt

1 line
369 B
Plaintext

\v 30 Wadobuda ipapo uye wadupfuula nepaGalili. Haaida kuti aziwikaniwe nani zvake kwawanga wali, \v 31 nokuti waipfundisa wadzidzi wake. Adoti kwawali, ''Mwanalumbwana womunhu asaisiwa mumanja owanhu, uye wasamuisa mukupfa. Kana apinda mukupfa, kwomazuwa matatu asazomuka kwapfuula mazuwa matatu zvakale.'' \v 32 Asi hawana kunzvisisa chilevo, uye wakacha kumubvunza.