sna-x-korekore_mrk_text_reg/07/24.txt

1 line
379 B
Plaintext

\v 24 Adosimuka kubva ipopo adoenda kunhalaunda yeTile neSidoni. Adoenda muimba, uye aisada kuti wanhu waziwe kwaiwa, asi aisawanzika. \v 25 Asi nokukasika, umwe mukadzi aiwanomwana mudoko aiwanomwoya yidosviba adonzva nezvake, adouya adogwadama pasi patsoka dzake. \v 26 Ikozvino mukadzi aiwa muGiliki, ludzi rweSailofonisheni. Adokumbila kudzingiliwa mwoya udoipa mumwana wake.