sna-x-korekore_mrk_text_reg/06/53.txt

1 line
232 B
Plaintext

\v 53 Pawadodalika , wadosvika panyika yeGelisaneti adobuluka mugwati. \v 54 Pawakabuluka mugwati, wakamuziwa nokulumidza, \v 55 uye wakamhanya nonhalaunda yose uyewakatanga kuuya nowadofesuka wali mumaponde pose pawainzva kuti ali.