sna-x-korekore_mrk_text_reg/13/03.txt

1 line
223 B
Plaintext

\v 3 Adoti adogala muGomo lakanangana nekutembeli, Pita, Jemusi, Jona, naEndulu wadomubvunza chinyalalile, '' \v 4 Tiudzeyi, zvinhu zvose izvi zvichaitika linhi? Muchelechedzo uchawa weyi kana zvinhu izvi zvakuda kuitika?''