sna-x-korekore_mrk_text_reg/10/23.txt

1 line
321 B
Plaintext

\v 23 Jeso adotalila uye akati kuwadzidzi, '' zvidooma kune awo wadopfuma kuti wapinde muhumambo haDedza!'' \v 24 Wadzidzi wadoshamisika nomashoko awo. Asi Jeso adoti kwawali zvekale, ''Wana, zvidooma kupinda muhumambo waDedza! \v 25 Zvilinyole kuti ngamela ipinde nopakati potsono pane mupfumi apinde muimba yaDedza.''