sna-x-korekore_mrk_text_reg/07/08.txt

1 line
271 B
Plaintext

\v 8 Wadosiya milailo yaDedza uye wadobatilila kutsika yawanhulume.'' \v 9 Iye adoti kwawali, '' mungalambe senyi milailo yaDedza kuti muchengete tsika dzenyu! \v 10 Mozisi adoti, ' Lemekedza baba namai,' uye, 'anotaula zvidoipa zvbaba wake kana amai zvulokwazvo anofa.'