sna-x-korekore_mrk_text_reg/07/27.txt

1 line
223 B
Plaintext

\v 27 Adoti kwaali, ''Itayi kuti wana watange kuja. Nokuti hazvitendelewe kutola chingwa chawana molasila imbwa.'' \v 28 Asi adopindula uye adoti kwaali ,'' Hongu, Mambo, nyangwe imbwa pasi petafula dzinoja mafufu ewana.''