sna-x-korekore_mrk_text_reg/13/11.txt

1 line
390 B
Plaintext

\v 11 Pawachakusunga , usatya nokuda kwezvauchalewa. Panguwa iyoyo, Zvauchalewa zvichapiwa kwauli, uchange usiliwe uchataula ,asi mwoya mutsvene. \v 12 Mukoma achanunula mukoma mukufa, baba nomwana. Wana wachapandukila wabeleki wawo uye wachakonzela kuti waulaiwe. \v 13 Uchawengewa nowanhu wose nokuda kwozita langu. Asi wose achatsungilila kusvika kumagumo, munhu iyeye achasununguliwa.