sna-x-korekore_mrk_text_reg/13/01.txt

1 line
254 B
Plaintext

\c 13 \v 1 Jeso adofamba achibva kutembeli , mumwe wewadzidzi wake wadoti kwaali , '' Mufundisi, talilayi matombo adonaka nemidhuli idonaka!'' \v 2 Adoti kwaali, ''Munoona hele midhuli mikulu? Hapana limwe dombo lichasala panolimwe lisingadonhele pasi.''