sna-x-korekore_mrk_text_reg/11/01.txt

1 line
385 B
Plaintext

\c 11 \v 1 Pawainge wachiuya Jelusalema, wasvika padhuze Betiphagi ne Bethani pagomo lemu Olivi , pakale Jeso adotuma wadzidzi wavili , \v 2 adoti kwavali, "Pindayi mumusha udotalisana naisu. Pamunopinda pakalepo, muchawana dongi lisati latasviwa. Mulitsudugule nakuuya nalo kwandili." \v 3 Kana pane mumwe anokubvudzayi, "Mukuzvitileyi? munoti, mambo akulida achaliunzitsa pakale."