sna-x-korekore_mrk_text_reg/10/38.txt

1 line
437 B
Plaintext

\v 38 Asi Jeso adopindula kwawali. ''Hamuziwi zvamukukumbila imi. Munokwanisa kunwila mukomichi yandonwila kutsungilila kubhabhatidzwa nezvandichabhabhatidzwa nazvo?'' \v 39 Iwo wadoti kwaali, '' Tinokwanisa.'' Jeso adoti kwawali, '' Komichi yandichanwila, uchanwila, uye kubhabhatidzwa kwandichaitiwa newe uchabhabhatidzwa. \v 40 Asi wose wanogala kuluoko rwangu loluji kna kuluboshwe andisi ndinotaula, Asi kune awo wakagadziririwa.''