sna-x-korekore_mrk_text_reg/15/22.txt

1 line
254 B
Plaintext

\v 22 Vahwi wadounza Jeso kunzvimbo yaiitiwa Gologota {inochinjiwa kuti ''Nzvimbo Yedehenya''} \v 23 Wadomupa waini yakasanganisiwa nomula, asi haana kumwa. \v 24 Wadomulowela uye wakagowana magemenzi nekukanda hakata nokuona kuti angatole hembe paahwi.