sna-x-korekore_mrk_text_reg/15/06.txt

1 line
271 B
Plaintext

\v 6 Zvino pamutambo mukulu, Pilato wailekelela musungwa mubodzi, waaida nguva yakaleyo, \v 7 uye paiwa nomunhulume ainzi Banabasi mujeli nomhandu wakange waponda pabope. \v 8 Chaunga chidouya kuna Pilato uye wakatanga kubvunza kwaali kuti waite zvidoitia mutemo wakale